Jah Prayzah – Ndoenda Lyrics

Jah Prayzah – Ndoenda Lyrics

Lyrics For Ndoenda By Jah Prayzah Ft Harmonize

[Verse 1]
Hee nhai Baba vari kumusoro kudenga
Ndine meso anovava nemisodzi kujenga
Hee nhai Baba vari kumusoro kudenga
Ndine meso anovava nemisodzi kujenga
Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoyera
Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoyera
Kunyange mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe
Kunyange mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe

[Chorus]
Haiwa ndoenda Mambo
(Aiwa ndoenda)
Haiwa ndoenda Mambo
(Aiwa ndoenda)
Haiwa ndoenda Mambo
(Aiwa ndoenda)
Haiwa ndoenda Mambo
(Aiwa ndoenda)
Haiwa huya uone Baba
(Aiwa ndoenda)
Haiwa huya uone Mambo
(Aiwa ndoenda)
Haiwa huya uone Baba
(Aiwa ndoenda)
Haiwa huya uone Mambo
(Aiwa ndoenda)

[Refrain]
Ndine meso anovava nemisodzi kujenga

[Bridge]
Haiyaiyayaya musanditongera rufu Mambo
(Haiyaiyayaya musanditongera rufu Mambo)
Haahu ihere handidi kufira muGehena
(Handidi kufira muGehena)

[Verse 2]
Kunyange mukatora izwi rangu Mambo
Hakuna anoramba, ndimi munodzika mutemo
Kunyange mukatora mweya wandinofema
Hakuna anoramba, ndimi munodzika mutemo
Haiyaiyayaya musanditongera rufu Mambo
(Haiyaiyayaya musanditongera rufu Mambo)
Haahu ihere handidi kufira muGehena
(Handidi kufira muGehena)

[Bridge]
Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoyera
Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoyera
Kunyange mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe
Kunyange mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe

[Chorus]
Haiwa ndoenda Mambo
(Aiwa ndoenda)
Haiwa ndoenda Mambo
(Aiwa ndoenda)
Haiwa ndoenda Mambo
(Aiwa ndoenda)
Haiwa ndoenda Mambo
(Aiwa ndoenda)

You cannot copy content of this page