Jah Prayzah – Wenge Lyrics

Jah Prayzah – Wenge Lyrics

Lyrics For Wenge By Jah Prayzah

Wenge mhuka, Wenge bere
Wenge mhuka, Wenge bere

Vanondityira kure
Vanoti pamwe ndine gona
Seiko kusina mumwe
Mumwewe
Anoti mukombe unogona

Haaa vanondinyenyeredza
Haaa vanondidedera
Haaa vanondinyenyeredza
Haaa vanondidedera

Tsanangudzo dzakanangana nemi, ehee
Dai manga madzibvuma
Munenge muchiendepi murusero, ehee
Makamonerera zvuma
Rimwe zuva muchaona makumbeya mbeya
Haa muchati dhuma neni dhuma
Heee! Heee hiyere, eheee
Muchavata mundowe sehumba
Heee! Heee hiyere, eheee
Haa muchati dhuma neni dhuma

Wenge mhuka, Wenge mhuka (Wenge bere)
Wenge bere, Wenge bere ( Wenge mhuka)
Wenge mhuka, Wenge mhuka ( Wenge bere)
Wenge bere, Wenge bere (Wenge mhuka)
Mandidyira mw ana maita usavi ( Wenge bere)
Munoziva here ndini ndakabereka (wenge mhuka)
Munoziva here, Munoziva here (wenge bere)
Munoziva here ndini ndakaberera (wenge mhuka)

Ndavadzora vanga vatetereka vakomana
Haiwa, Kushora muchinyanya
Inga ndimi manga manyangarika asikana, Haiwa
Kireva muchinyanya
Mondiperekedza kana ndoenda muchiona
Hoyi hoyi hooyi hoyi
Mucharinda rinda rangu kusvikira ndaora
Hoyi hoyi hoyi

Votsenga, vomedza
Vonwa mvura voseka
Votsenga, vomedza
Vonwa mvura voseka

Wenge mhuka, Wenge mhuka (Wenge bere)
Wenge bere, Wenge bere ( Wenge mhuka)
Wenge mhuka, Wenge mhuka ( Wenge bere)
Wenge bere, Wenge bere (Wenge mhuka)
Mandidyira mw ana maita usavi ( Wenge bere)
Munoziva here ndini ndakabereka (wenge mhuka)
Munoziva here, Munoziva here (wenge bere)
Munoziva here ndini ndakaberera (wenge mhuka)

Batidza moto wematanda
Nokuti vatsike mavhunze iwe
(Hamuvazivere here, varoyi hamuvazivere here)
Vanonokupindirai mudzimba ndovanokufukura mugomba
(Hamuvazivere here, varoyi hamuvazivere here)

Ndiyerese, Kuti varambe varikunze iwe
(Hamuvazivere here, varoyi hamuvazivere here)
Hayagone kutenda, panoda kutendwa
(Hauvazivere here varoyi hamuvazivere here)

Hoyi hoyi hoyi Haaa hoyi (Wenge bere )
Hoyi hoyi hoyi (wenge mhuka)
Hoyi hoyi hoyi Wenge bere )
Hoyi hoyi hoyi Haaa hoyi (Wenge bere )
Hoyi hoyi hoyi (wenge mhuka)

Ndimi here (Hama dzangu)
Haa here, Ndimi here (Hama dzangu)
ndimi here (Hama dzangu)
Haa here
Hama dzangu

Hoyo negomo wadedereka (hama dzangu)
Wakamukira mukwenga (hama dzangu)
Dzangano dzangova ngano (hama dzangu)
Hona vanoridza tsamwa (hama dzangu)
Vanoreva mutupo wangu (hama dzangu)
Hona vanofinyama iwe (hama dzangu)
Vanoreva mutupo wangu (hama dzangu)
Vachimonya muromo (hama dzangu)
Hona vanofinyama iwe (hama dzangu)
Vanoreva mutupo wangu (hama dzangu)
Vachimonya muromo (hama dzangu)
Hona vanoridza tsamwa (hama dzangu)
Hona vanofinyama iwe
Vanoreva mutupo wangu

You cannot copy content of this page