Jah Prayzah – Donhodzo Lyrics

Jah Prayzah – Donhodzo Lyrics

Lyrics For Donhodzo By Jah Prayzah

[Hook]
Donhodzo rangu, seJorodhani
Muhana mako mukati imomo
Ndonzvimbo yangu
Esthandwa sami, ngirozi yangu
Muhana mako mukati imomo
Ndozvimbo yangu
Donhodzo rangu, seJorodhani
Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani
Tovhaira fani, tikati tande nebani
Tichafamba nema maira mazana mashanu
Tovhaira fani, tikati tande nebani
Tichafamba nema maira mazana mashanu

[Bridge]
Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika
Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti
Gaa gaa, nemukati kuti gaa!

Tichafamba nema maira aah mudiwa

[Verse 1]
Munzira yemusango dhiya tichanhonga nhengeni
Tofamba mvura yakasa tingazopera ngemheni
Zvikara zvesango zvouya zvichaona iwe neni
Kamoto tosika tobika tofambira mberi
Shungu dzekundiso dzakanamira sedhimoni
Zvingati yatichazotura mafemo mangwana
Zvikara zvesango zvouya zvichaona iwe neni
Kamoto tosika tobika tofambira mberi

[Bridge]
Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika
Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti
Gaa gaa, nemukati kuti gaa!
Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika
Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti
Gaa gaa, nemukati kuti gaa!

[Verse 2]
Ndakavamutsa nengoma yaivarova nhongonya
Dai mandipa corona
Mwendamberi munogona
Ndakachibata
Ndikachikoka
Ndakachizunguza ndikachikakata

[Verse 3]
Pukuta masodzi nyarara
Tosangana patakarangana yee
Zviuya zvouya mangwana
Chengengeta chitsidzo chehana
Pukuta masodzi nyarara
Tosangana patakarangana yee
Zviuya zvouya mangwana
Chengengeta chitsidzo chehana

[Bridge]
Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika
Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti
Gaa gaa, nemukati kuti gaa!
Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika
Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti
Gaa gaa, nemukati kuti gaa!

[Hook]
Donhodzo rangu, seJorodhani
Muhana mako mukati imomo
Ndonzvimbo yangu
Esthandwa sami, ngirozi yangu
Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani
Esthandwa sami, ngirozi yangu
Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani
Tovhaira fani, tikati tande nebani
Tichafamba nema maira mazana mashanu
Tovhaira fani, tikati tande nebani
Tichafamba nema maira mazana mashanu

[Outro]
Ihondo yaChaka, Rodney Clean Shizzle Maji

Hello? Mudhara Silent Killer?
Ee pari sei paJoza?
Haa ndanga ndichida kungokuudzai kuti tapedza masports

You cannot copy content of this page