Jah Prayzah – Asante Lyrics

Jah Prayzah – Asante Lyrics

Lyrics For Asante By Jah Prayzah

Hamupore mukarwadziwa hurombo shuwa

Datya kurinakurira warisimudzira wariyambutsa

Sandinyore kusimudza machinda woyee

Mauya muri dzama dzama

Mototangaudzama inga zuva ravira

 

Asante asante asante asante asante honde

Vamwe vanongondikandira mabhanan`ana na hokoyo

Asante asante asante asante asante honde

Zvose ndinchanozvitaura kuna Messiah hokoyo

 

Vanoda kuti ndigare ndiri razaro kukokota

Pandinozoti ndirove ngoma uchanzwa vachipopota

Vanondishuvira misodzi asi ndiri nyeredzi

Ndopenya semwedzi muchena

 

Vane ziso rerukodzi ziso remharadzi

Asi ndinopenya semwedzi muchena

Moyo yavo ngaichene kuti ngwee

Ngaichene kuti ngwee

Mukaka haurungwe

 

Asante asante asante asante asante honde

Vamwe vanongondikandira mabhanan`ana na hokoyo

Asante asante asante asante asante honde

Zvose ndinchanozvitaura kuna Messiah hokoyo

 

Ndaramba ndichidhabhura

Ziso rangu ndisati ndavhura

Kusvikira ndaita ngura

Kusvikira ndapinda muguva

 

Pandimire inini ndopaziva

Kundibata chete unenge wajuma

Handidzokere kufuma guma

Budiriro ndoyandinoshuva

Handidzokere kufuma guma

Budiriro ndoyandinoshuva

 

Hamupore mukarwadziwa hurombo shuwa

Datya kurinakurira warisimudzira wariyambutsa

Sandinyore kusimudza machinda woyee

Mauya muri dzama dzama

Mototangaudzama inga zuva ravira

 

Asante asante asante asante asante honde

Vamwe vanongondikandira mabhanan`ana na hokoyo

Asante asante asante asante asante honde

Zvose ndinchanozvitaura kuna Messiah hokoyo

 

Iri ndobhanan`ana

Bango rinodzima nyama

Hokoyo negandanga

Rinosiya marangwanda

 

Zvakuseri munyengeri

Ukasapoterera haundione

Zvakuseri munyengeri

Wototenderera haundione

You cannot copy content of this page