Winky D-Takaipa Lyrics

I hear dat
Bigman
Maninja

[Chorus]
Takaipa Takaipa (X2)
Hatikwatiswi maninja
Nhaika
Matiricky hobho kunge Magaivha
Takaipa Takaipa (X2)
Bvunza vakanga variko kuHifa
Tanga tiripahasha mumwe munhu aifa.
Maninja
Kuti biggie-man ndokuti reggae
Layan bika ngoma tiende
Kuti biggie-man ndokuti reggae
Maghetto youth ndiwo akandipa nyembe
Kuti biggie-man ndokuti reggae
Mhanya riddim ini ndine vhevhe
Kuti biggie-man ndokuti reggae
Harare kubuda Luveve

Saka
Rangarira pakapinda Luciano
Ndakachimhanya pakashaiwa musiyano
Ghetto rese paZimbabwe ukabvunza vanoti bigman idhara hadzisi ngano
Chirangarira pakapinda Kalanji
Handina remuromo bvunza mafans
Makazviona ndichifayisa dhance
Guhwa rakasvika mzansi
Ehe
Ndakazoti ndapindamo mustadium
Akon Sean Paul neni di Bigman
Ndakaona maIndia maChina nemaVheti vese vachiimba kuti musarove bigman
Saka
Ndisu takaipa
Isusu ndisu takaipa
Layan vaudze takaipa
Maninja

[Chorus]

Ani?
Makazviona pakapinda Beenieman
Ndakaratidza kuti ndiri ndururani
Ndakarova suit yangu yechininja handife ndakasurrender ndinenge maGerimany
Makazoona pakapinda shango vakada kundibatira ndakaramba mutambo
Vakazomhanya kumapepa nhau hanzi ndakapoya mumba make kwani inyambo

T.O.K yakauya ndakashaika
Vakanditsvaga kwese handina kuwanika
Ndakanga ndaenda kuShamva kwatainge tatsidzirana dai ndakarega ndainge ndataika

Ndisu takaipa
Isusu ndisu takaipa
Layan vaudze takaipa
Maninja

[Chorus] X2

You cannot copy content of this page