Winky D-Taitirana/PaFirst Sight Lyrics

Bang!
Maninja
Lipsy
Bigman
Heh!
Pandakuona uchipfuura bigman
Ndafarira ini ndafarira
Une bhachi neJean rako ndaifarira ini ndaifarira

Pandazoona wakanditarisa
Yarova hana yangu yarova
Bhebhi!
Ndamboita kunge ndafa
Nekugaira bhebhi kugaira
Saka handinonoki kuPlanner
Ndange ndakuona iwe neni tichidanana
Ndange ndakuona tave mukomana nemusikana
TirimuFirimu Drink tichinwisana

Kana neni
Ndaona takudanana
Kana neni
Ndaona taneVana
Ini Lipsy ndiri mai vevana
Iwe bigman uri baba vevana

Hooo!
Ndotenda Mwari mandipa Empress

Ini ndinotenda kuti vandipa muFace

Ngatidanane tichienda mberi pasina reverse

Ozouya kumba bigman Oh Address

Ndikauya handizovhurumutswa here nanaTsano

Aiwa huya ndinogaya zano

Rangarira ndakapindirwa nemwana wevanhu pambhedha-Hadzisi ngano

Bigman ini chimbondiThemba
Nei?!
Nekuti ini ndine Skiri

Bhebhi unozviziva kuti tsuro haimbofa yakapona murutsva kaviri

Pandakuona uchipfuura bigman
Ndafarira ini ndafarira
Une bhachi neJean rako ndaifarira ini ndaifarira

Pandazoona wakanditarisa
Yarova hana yangu yarova
Bhebhi!
Ndamboita kunge ndafa
Nekugaira bhebhi kugaira
Saka handinonoki kuPlanner
Ndange ndakuona iwe neni tichidanana
Ndange ndakuona tave mukomana nemusikana
TirimuFirimu Drink tichinwisana

Kana neni
Ndaona takudanana
Kana neni
Ndaona taneVana
Ini Lipsy ndiri mai vevana
Iwe bigman uri baba vevana

PaFacebook ndotsvaka ndichiti ani?
Ndinonzi Lipsy ndiri Big Fan
Bhebhi usambonyara Makorokoto
Wapinda murudo neni Bigman

Ah!
Une vaskana vangani?
Ndange ndisina parezvino ndave neOne
Aiwa chimbomira kundinyepera
Taura chokwadi unyadzise Satani
Ndakambodanana naTsitsi akandiCheater
Ichokwadi bvunza kana Sulumani
Saka mface wangu ndichamutii?
Unongomuudza ndazowana arinani

Maninja
Layan Musoja

Kakati handisiye
Handisiye
Kuti ndakaitirei handizive
Kakati handisiye
Handisiye
BANG!
Yakaita Love PaFirst Sight
Ndobva kati Ninja ava variRight
Kakandipa Rudo paFirst Night
Uchifunga ndikunyepa hona Lovebite

Kakatanga nekundiruma paHuro paHuro
Mushure mekunge taita Hurukuro
Koruma paHuro paHuro
Mazino achipinza kunge chirauro

Ndobva ndati bhebhi iwe ndiwe wega
Nyangwe vakakunyima handife ndakurega
Usambonetseka nyangwe ndikaenda
Cos Ill be back sa Sure Sineka
Huya uende kuPicnic neni
Obva wati kuna The Bigman ‘Daddy’
Hakuna kana umwe One akaita kunge Ini
Kana iri mhaka Officer isai cheni

Yakaita Love PaFirst Sight
Ndobva kati Ninja ava variRight
Kakandipa Rudo paFirst Night
Uchifunga ndikunyepa hona Lovebite

Kakatanga nekundiruma paHuro paHuro

Mushure mekunge taita Hurukuro
Koruma paHuro paHuro

Mazino achipinza kunge chirauro

Love yaibva chop chop sepadirwa Soda
Ndiye One chete munhu wandinoda
Unozviziva handisati ndamboRobber
Ukangobiswa Dollar sign ndipo pandinoba
Ndinoda kuva newe kusvika pandinofa
Pari parunako ndiwe One so far
Rega ndiimbe kambo DO RE MI FA
Ini ndiri Adam uriEva

Kakati handisiye
Handisiye
Kuti ndakaitirei handizive
Kakati handisiye
Handisiye
Yakaita Love PaFirst Sight
Ndobva kati Ninja ava variRight
Kakandipa Rudo paFirst Night

You cannot copy content of this page