Winky D-Chaitemura lyrics

Twenty
No hating
Kamaaaaaaan!!!!
Oooooyee
Ooooyee
Oye Oyee
Biggie!!

Chorus
Zvinondirwadza mumoyo maaangu
Kuona
Kuona
Zvichinditambudza pfungwa dzangu
Kuzvinzwa
Kuzvinzwa Aiwa inongova chaitemura chinongotemura
Inongova chaitemura chinongotemura
Aiwa maninja tazama zvakusembura
Kana dziri mbira dzakondo takudembura

Verse 1
Ku-ku-ku-kuchikoro ndakaenda ndakapasa
Asi ndingori vender hakuna basa
Va-vamwe vanematarenda vakarasa
Varikushaiwa mikana zvinondirwadza
Mabhuku takaverenga tikanosvika kuUniversity
Takatengesa mombe tikatora zvikwereti Tikati todzorera tava ma graduate
Asi handisati ndambobvunzwa certificate
Kupinda basa vondibvunza urimwana wani
Ndovaratidza tsamba dzangu voti Kwana Mhani
Ndikati kuchikoro ndakaenda
Zvikanzi hazvishande panongoshanda hukama mhani
Ndapfunyayira ndashaya misodzi
Ndadzungaira ndagaya ingozi
Ndasira varikudenga dai matuma ngirozi

Chorus

Verse 2
Asi tati hatife tanetaa!!!
Vanoti tichakundikana vanyeba
Tichakavira bhora mberi kusvika ta sweater
Chinangwa chiri chekuti zviite better
Ukangodhibha unongoswerera mvura fanike
radiator Tiripo pandima husiku dzamara kwayedza
Kusenza kuti dambudziko dai taripedza
Hazvisinyore but isu tinofa tayedza
Kana mumwe akasenga mutoro tochingurana
Kutsva kwendebvu pachirume tinodzimurana
Ngatibvisei kachirwere katibata sevanhu kekunyimana nyimana patinokumbirana
Aita chaake tichikuridzirana
Siyai godo tombosimudzirana
Toda kuti ramangwana repa ghetto rive rakajeka
pakurasika tichitsiudzana

Tagged

You cannot copy content of this page