Winky D – Bhachi ne Jean Lyrics

Ndakarova smart
Shirt yangu ndakapfinyira mukati
Yanetsa patawundi
Iyi yanetsa pa tatawundi
Ndine bhachi ne jean
Ndakananga kusaundi

Iyi ndostayera
Ndavambomira kuda kuzvigayira
Ndakarobhachi nejean
Zvimwe zvese takungo kanda mubhini

Iyi ndostayera
Ndavambomira kuda kuzvigayira
Ndakarobhachi nejean
Zvimwe zvese takungo kanda mubhini

Ukaona chimoko nemuface
Asina bhachi
Muruoko asina watch
Ahh ndobva ndaziva chimoko hachina touch
Ini ndakarova bhachi kunge muchati
Zvichiona zvimoko zvinoita nyota
Asismart yangu ini inonwiswa vat
Vanodhinihwa vanhu nechemukati
Ahhh inihandiva kwati
Vakaona maninja takarova mabhachi vanogaya kuti pane party

Yanetsa patawundi
Iyi yanetsa pa tatawundi
Ndine bhachi ne jean
Ndakananga kusaundi

Iyi ndostayera
Ndavambomira kuda kuzvigayira
Ndakarova bhachi nejean
Zvimwe zvese takungo kanda mubhini

Iyi ndostayera
Ndavambomira kuda kuzvigayira
Ndakarova bhachi nejean
Zvimwe zvese takungo kanda mubhini

Tine mabhachi vanowombera
Vanegodo vanoenda kune ng’anga dzavo
Dzichikanda makwati dzowombera
Asi ishe vanokomborera
Varikumusoro vachiwombera
Vachitungamira varanda vavo
Vano kanda mhepo dzavo dzowuya dzichibondera
Saka chimbomira zvekutivenga
Tsvaga mari bhachi rako onotenga
Anopikisa izvi anotopenga
Nekuti…

Yanetsa patawundi
Iyi yanetsa pa tatawundi
Ndine bhachi ne jean
Ndakananga kusaundi

Iyi ndostayera
Ndavambomira kuda kuzvigayira
Ndakarova bhachi nejean
Zvimwe zvese takungo kanda mubhini

Iyi ndostayera
Ndavambomira kuda kuzvigayira
Ndakarobhachi nejean
Zvimwe zvese takungo kanda mubhini

Ndakarova smart
Shirt yangu ndakapfinyira mukati

Tagged

You cannot copy content of this page