Thomas Mapfumo – Jojo Lyrics
Nyaya dzenyika Jojo chenjera Beware of Political issues
Ndakambokuyambira Jojo chenjera I warned you Jojo
Siya zvenyika Jojo unozofa Leave politics, you might die
Nyaya dzenyika idzi These political issues
Jojo siyana nazvo Aiiwa-iwa Jojo, leave these issues
Jojo unozofa Aiiwa- iwa Jojo, don’t die for the country
Jojo usafire nyika Aiwa-iwa Jojo, you might die
Jojo unozofa aiwa iwa Jojo, you might be bewitched
Jojo unoroiwa aiwa iwa You might be bewitched
Jojo unozofa aiwa iwa You might die
Mwana wenyu akaenda musingafungire Someone has perished unexpectedly
Zvenika apondwa musingafungire Someone has been murdered unexpectedly
Takambokuudza siya zvenyika We warned you
Nhasi tiri kuchema shamwari zvenyika Today we cry over our friend
Saka ndati kwauri So I say
Zvino Jojo siyana nazvo Leave these things alone
(back to chorus)
Ndati zvenyika Jojo chenjera I say beware Jojo
Ndakuyambira Jojo chenjera I am warning you
Vazhinji vakaenda pamusana penyika Many have perished
Vakawanda vakapondwa Young people murdered
Vadiki vakapondwa pamusana penyika Dying for the country
Vadiki vakapondwa pamusana penharo Murdered because they wouldn’t listen
Vana mai vanochema pamusana penyika People are crying
Mhuri dzakatsakatika pamusana penyika Families are suffering
Saka ndati kwauri shamwari yangu So I say
Back to chorus