Roki Josphats – Chidzoka Lyrics

Rockford Josphat- Chidzoka
Aaaayiyo…. Eyiyo……
Ngangariro nemuhana, moyo nemupfungwa
Mudiwa ndakusuwa
Hope dzandinogaro rota
Zuva nezuva
Ndorota mai vachichema
Vachisvimha misodzi
Rocki mwanangu
Chidzoka kwandiri
Nguva yareba chidzoka kwandiri
Chidzoka kwandiri
Nguva yareba usipo pandiri
Nguva yareba chidzoka kwandiri
Chidzokaaaaaaaaaaaaaa pandiri
Ndazotawura mwangwana hope dzandikunda
Bhabhayi shamwari
Ndakushuvira
Dai ndangandirikumba
Ndisingaite zvekufonerana
Nyikayido yaperera hayina aondida
Musiwandinoshaya wooo
Chidzokaaaaaaaaaaaaaa pandiri
Chidzokaaaaaaaaaaaaaa pandiri
Nguva yareba usipo pandiri
Nguva yareba chidzoka kwandiri
Ohhhh ohhh ohhh ohhh
Ohhhh ohhh ohhh ohhh
Ohhhh ohhh ohhh ohhh

Tagged

You cannot copy content of this page