Oliver Mtukudzi -Huroyi Lyrics

Oliver Mtukudzi -Huroyi Lyrics

Oliver Mtukudzi – Huroi Lyrics

Huroi
Huroi
Masikati machena
Huroi
Muroyi masikati machena
Pandairwara harare ndopaandoremekedza
Ngungorwara haarare
Saka kusatenda huroi
Saka kusatenda huroi

Huroyi varume
Kusatenda huroi
Huroyi masikati machena
Tarara nenzara ndopaandoremekedza
Kusvika kumba handina chekubata ndopaandoremekedza
Saka kusatenda mwana wemunhu
Kusatenda huroi
Kusatenda vana vavamwe
Kusatenda huroi

Kusatenda mwana vavamwe
Kusatenda huroi
Kusatenda mwana anokuchengeta
Kusatenda huroi

Tagged

You cannot copy content of this page