Oliver Mtukudzi – Haidyoreke Lyrics
Oliver Mtukudzi – Haidyoreke Lyrics
Munopedza nguva nezvisina maturo
Imwe nguva uchaiwanepi
Munopedza nguva kuzevezera vamwe
Yako nguva uchaitorepi
Nguva varume inokosha
Kuirasa nguva hayidyoreke
Nguva varume inokosha
Yafamba nguva hayidzokere
Nguva handi yedu
Nguva ndeye varidzi
Ine varidzi nguva iyi
Ngayishande zvinenjere
Munopedza nguva nezvisina maturo
Imwe nguva uchaiwanepi
Munopedza nguva otsvaga muvengi
Yako nguva uchaitorepi
Nguva varume inokosha
Kuirasa nguva hayidyoreke
Nguva varume inokosha
Yafamba nguva hayidzokere
Nguva handi yedu
Nguva ndeye varidzi
Ine varidzi nguva iyi
Ngayishande zvinenjere
Nguva handi yedu
Nguva ndeye varidzi
Ine varidzi nguva iyi
Ngayishande zvinenjere
Ngayishande zvinenjere
Ngayishande zvinenjere
Ngayishandiswe zvinenjere
Ngayishande zvinenjere
Ngayishandiswe zvinenjere