Lyrics For Vafarisi By Winky D ft. Bazooka and Poptain
[Intro]
Bazooka
Yard’boi
[Verse: Winky D]
Ngoma ndaRecorder ndaMixer ndaMaster
Hanzi havana kaa maDemo
But hasi danger ndiri gafa rinotevedzera mutemo
Tora mapikicha Bhobhoo
Zvirikui Tika iHobhoo
Dai Mwanakomana aripo mvura yamukutidira
Yachinjwa kuita wine
Zvimoko zvonwira mangoma orira
Zvobva zvatanga kuita wainii
[Chorus]
Nekuti pano
Tiri Vafarisi, chedu kufara
Tiri Vafarisi, Musatiridzire mabara
Nekuti party inoyi
iGap re Happy
Party inoyi, iZheti rekubvisa stress
[Verse: Winky D]
Tinawo maShots nemaBomber
Así edu to diluter neSoda
Ariko maCotz haikona kunyara
Uchida zvekufara pinza bvoda
Kumwa zvato Afforder
Vanhu vachjamba Ngoma kunge border
Vamwe vofarisa vavekufayisa vakavhara chiso
Kunge Zobha
(Ndiyani iyeye)
Hapana amuziya
Ndichamubata paSocial Media
NdaOrder tank remakuvha
Puaya kapickup ndenge ndarigiwa
[Verse:Bazooka]
Vabereki vave kumusha havasi Amai
VaSponsor paarrty
Taita kanzatu kanzatu
Tadhonza paarty
[Chorus: Winky D, Poptain]
Hatimiswe happppyyy!!
Ukawona ndakuti
1 chibhodhoro, 2 zvibhodhoro
3 zvibhoo, 4 zvibhodhoro
5 zvibhodhoro, 6 zvibho (bho)
Tiri Vafarisi, chedu kufara
Tiri Vafarisi, Musatiridzire mabara
Oskidi Party inoyi!
iGap re Happy
Party inoyi, iZheti rekubvisa stress
[Verse:Poptain]
Kufara kwacho hakuvanzike
Tikatanga panze topedza indoor
Yandoha hwahwa haupunzike
Tipeyi putty nyangwe pasina window
Panapa paParty kubva masikati
Hapana slogani
Foreign Paparazzi mamwe maParty
Haana door mhani
Hona hutsi harisi tear gas
Mahboyaman asina fear nhasi
Ndawona zvomoko zvekalazi
Zvitore pikcha updater status
Kuprezhaa kubasa tiri maWorkers
Bhobho azviramba hatidi maHaters
Panoda vemudanga chete
Ndopatombokurukura
Family matters
[Verse]
Vabereki vave kumusha havasi Amai
VaSponsor paaarrtttyy
Taita kanzatu kanzatu
Tadhondza paartty
[Outro]
Ohhhhhhh
Hatimiswe happyyy!!
Ukawona ndakuti
1 chibhodhoro, 2 zvibhodhoro
3 zvibhoo, 4 zvibhodhoro
5 zvibhodhoro, 6 zvibho (bho)
Tiri Vafarisi, chedu kufara
Tiri Vafarisi, Musatiridzire mabara