Lyrics For MuGarden By Winky D Ft Gemma Griffiths
[INTRO]
Chema
Ini ndachema (Ndachema)
Neniwo Gafa
Ngatibvei paruzhinji bhebhi
Toenda-aa
Ndoda kungova iwewe neni
[CHORUS]
Ngatirarame saAdam naEeeeva
Mugarden toita setingori 2 chete
Handifunge kune chingatinetse
Tega tega
Handimbokutizaaa imagine
You and me chete
Hapana chingatinetse
Tega tega
[VERSE 1]
Chinowanzo pesanisa
Vanhu 2 vanodanana imari
Nemutauro kubva kuhama neshamwari
But tiri 2 takavharirwa mugarden
Ngatifambe zvedu tichitemba simba ramwari
Ini handife ndakasiya wandinoda
Rudo rwangu ndinopa iwe
Baby hapana chinoshota
Handimbokusiya nenyota
Zvaunoda-aa
Ini ndoita chero
Asi usazondidyisa muchero
Vimbika pandiri chingoita 1 mufero
Baby zvaunoda-aa
Ini ndoita chero
Handimbokudyisa muchero
Handikusiye ndiri ndega gero
[CHORUS]
Ngatirarame saAdam naEeeeva
Mugarden toita setingori 2 chete
Handifunge kune chingatinetse
Tega tega
Handimbokutiza imagine
You and me chete
Hapana chingatinetse
Tega tega
[VERSE 2]
Tiri 2 baby hapana ruchiva
Muno mune rufaro hona 2 njiva
Ndadziona, bhero rerudo rarira
Ngatiite zvatai vavarira
Pamoyo wakandibata ipapo
Ndichakubata ipapo
Hana dzikuroverana, zvichaita bho
Bata ipapo
Ndichakubata ipapo
Hakuna angandida fanika sooo
Zvaunoda-aa
Ini ndoita chero
Asi usazondidyisa muchero
Vimbika pandiri chingoita 1 mufero
Baby zvaunoda-aa
Ini ndoita chero
Handimbokudyisa muchero
Handikusiye ndiri ndega gero
[CHORUS]
Ngatirarame saAdam naEeeeeva
MuGarden toita setingori 2 chete
Handifunge kune chingatinetse
Tega tega
Handimbokutizaaa imagine
You and me chete
Hapana chingatinetse
Tega tega
[CHORUS]
Ngatirarame saAdam naEeeva
MuGarden toita setingori 2 chete
Handifunge kune chingatinetse
Tega tega
Handimbokutiza imagine
You and me chete
Hapana chingatinetse
tega tega
[OUTRO]
Eeeva muGarden
Heee eeeh eeeh eeh
Tega tega
Eeeva muGarden
Oskid