[Intro: Winky D]
XY XY XYZ
Why did you block my number
Why did you block my number
Why did you block my number
Why did you block my number
Ndangoti XYZ
Rudo vaviri uri 1 hapana zheti
Anozvigona ega ngauye bet
Ndatenga calendar ndiri kusimbisa ma date
Así kana zvapera, zvapera
Usa fighte cbingozvinetera
Iko katsika kekuda kufixawo
Wawasiyananaye murudo
Kanekakuzvinyepera
Chengera kuzvivhiringira life yako
Nekuda kubhowa maX
Unenge uchapera mari nemabhanduru
Uchida kubhowa maX
[Chorus]
Ita move on (move on)
Vhunza Why?
Kuramba uri zii ndichi chiGUY
Ita move on (move on)
Vhunza Why?
Zvekufinhurana zvinozotipeyi nhayi
Better uvhunze X Y uri Z?
(Why why?)
Kana kumbinditiwo Hesie nhayi chili?
(Why why?)
Hong takatukana ‘tukana
(Why?)
Ndokubva takatukana’ bukana
(Why?)
Ngatiziveyi takawana mukana
Chisingapere muhupenyu hapana
[Verse]
Saka
Marambana hapadi kushanda maFeelings
Tiri pi matea her erudo topa maTeachings
Charambanusa vanhu, Kanyaya keCheating
Rudo Runoda kukuchidzirwa
Semoto mukitchen
Vachada zvekurovana
(Do Boxing)
Zvobaya moyowangu ini
(Ju Jekiseni)
Murudo hamudi
(Hu keputeni)
Siya Chikeputeni
Unogona kuita stress, woita SAD munhu
Wodakuti zvinzi X, ndiye BAD munhu
Wavakushambadza zvamaiitirana
Muchadanana muchizviRecorder
MumaBedroom
Ska iwewe Y did you block my number?
Ndakaedza kudzifonera dzichiramba
Ndaizviziva hatichatamba
Asi haungasevhe number dzangu kuti
Plumber
[Verse: Winky D]
Better uvhunze X Y uri Z?
(Why why?)
Kana kumbonditiwo Hesie nhayi chili?
(Why why?)
Hong takatukana ‘tukana
(Why?)
Ndokubva tabukana’ bukana
(Why?)
Ngatiziveyi takawana mukana
Chisingapere muhupenyu hapana
[Verse: Quonfuzed]
Chingomutiwo arisei mumhu wako
Handina kutombokuvenga iwe zvako
Kudhara takaita maFight but waiva right
Ndakangokurambira hunu hwako
Así chii nhayi X
KO kuzongoti zii Why X
‘zibhuku ukusaReplier
Did you see my text?
Hurisei hutano, Arisei maWorks
Chinonzi chinokanganwa idemo here X
Let’s just be friends, se opposite sex
Pamwe zvino laster let’s try it first
[Verse: Winky D]
Chengera kuzvivhiringira life yako
Nekuda kubhowa maX
Unenge uchapera mari nemabhanduru
Uchida kubhowa maX
[Chorus]
Ita move on (move on)
Vhunza WHY?
Kuramba uri zii ndicho chiGUY
Ita move on (move on)
Vhunza WHY?
Zvekufinhurana zvinozotipeyi nhayi
Better uvhunze X Y uri Z?
(Why why?)
Kana kumbonditiwo Hesie nhayi chii?
(Why why?)
Hong takatukana ‘tukana
(Why?)
Ndokubva tabukana’ bukana
(Why?)
Ngatiziveyi takawana mukana
Chisingapere muhupenyu hapana
Seiko kuda kubhowa maX
(Why why?)
Why uchida kubhowa maX
(why why?)