Vabati VaJehovah – Fambai Naro Lyrics ft Jah Prayzah

Lyrics For Fambai Naro by Vabati VaJehovah ft Jah Prayzah

Makatumwa neshoko Fambai Naro
Makatumwa neshoko Fambai Naro
Fambai Naro munyikadzose
Fambai Naro muchingoparidza
Makatumwa vabati
Fambai Naro
Makatumwa vabati
Fambai Naro
Fambai Naro munyikadzose
Fambai Naro muchingoparidza

Ayiwa nyengetedza moyo yakawoma
Fambai Naro
Moti mudenga rase musha ndogarika
Fambai Naro
Fambai Naro here

kuMhondoro Mayenga here
Vanzwa here
Fambai Naro
Tasiya variko vachingoparidza
Vachingo Namata

Bulawayo magenta here
Fambai Naro

KuZumba Maramba Pfungwe
manzwa here
Fambai Naro

Makatumwa neshoko Fambai Naro
Makatumwa neshoko Fambai Naro
Fambai Naro munyikadzose
Fambai Naro muchingoparidza
Makatumwa vabati
Fambai Naro
Makatumwa vabati
Fambai Naro
Fambai Naro munyikadzose
Fambai Naro muchingoparidza

Vabati VaJehovah – Fambai Naro Lyrics ft Jah Prayzah

Read previous post:
Ishan - Kure Lyrics feat. Ti Gonz
Ishan – Kure Lyrics feat. Ti Gonz

Lyrics for Kure by Ishan feat. Ti Gonz Kure kure kure Kure kure kure Kure kure kure Kure kure kure...

Close