Cover art for Thomas Mapfumo – Vatete Lyrics

Vatete Lyrics

by Thomas Mapfumo
Views0

Lyrics For Vatete By Thomas Mapfumo

Handidi
Handidi zvekutaura netsimbe Amai
Kune vamwe vasingadi zvekushanda pamabasa avo

Handidi
Handidi zvekutaura nenyope Amai
Kune vamwe vasingadi kuriritira hupenyu hwanyo

Vanoswera
Vanoswera vachinyomba hurumende vachiti
Kune vamwe vasingade zvekushanda pamabasa avo

Vanoswera
Vanoswera vachinyomba hurumende vachiti
Kune vamwe vasingadi kuriritira hupenyu hwanyo

VaTete vaTete kani
VATete munodarirei
Kuchengeta matsotsi

VaTete vaTete kani
VATete munodarirei
Kuchengeta marovha

Submit lyrics

Send us the lyrics. Every submission is reviewed before it goes live.

JPG, PNG or WebP, up to 3 MB.