Thomas Mapfumo – Tinofara Lyrics

Thomas Mapfumo – Tinofara Lyrics

Lyrics For Tinofara by Thomas Mapfumo

Tinofara farirai muzimbeni
Tadzokawo kwatakanga taenda
Tinofara farirai muzimbeni
Tadzokawo kwatakanga taenda

Tinofara farirai muzimbeni
Tadzokawo kwatakanga taenda
Tinofara farirai muzimbeni
Tadzokawo kwatakanga taenda

Kana uchinge wave kuenda
Ndati siya wawoneka woye
Taurira kuvabereki
Vataurire kumudzimu here

Mwana wedu avekuenda
Pfugamai morove manjata

Tinofara farirai muzimbeni
Tadzokawo kwatakanga taenda
Tinofara farirai muzimbeni
Tadzokawo kwatakanga taenda

Tinofara farirai muzimbeni
Tadzokawo kwatakanga taenda
Tinofara farirai isu farirai muzimbeni
Tadzokawo kwatakanga taenda

Kana uchinge wave kuenda
Ndati siya wawoneka woye
Taurira kuvabereki
Vataurire kumudzimu here

Mwana wedu avekuenda
Pfugamai morove manjata

Tinofara farirai muzimbeni
Tadzokawo kwatakanga taenda
Tinofara farirai muzimbeni
Tadzokawo kwatakanga taenda

Tinofara farirai muzimbeni
Tadzokawo kwatakanga taenda
Tinofara farirai isu farirai muzimbeni
Tadzokawo kwatakanga taenda

You cannot copy content of this page