Lyrics For Nyaya Yerudo by Jah Prayzah
Unondiwana ndakamira panzvimbo iye
Yebo ndenge ndimire
Ndenge ndirimo muchimana Yebo
Unondiwana ndakamira panzvimbo iye
Yebo ndenge ndimire
Ndenge ndirimo muchimana
Ruva rangu urichiedza
Nokuti ndiwe mwenje wangu
Murima rezhizha
Svovi yangu urihupenyu
Nekuti ndiwe mvura yangu
Inoyerera isingashunguru
Zvakaipa zvose zvoyeredzwa
Nepaunobvira
Hapakukanganwe
Inyaya yerudo mhai
Inyaya yerudo inopa kudai
Inyaya yerudo mhai
Inyaya yerudo inopa kudai
Zambuko Zvagara tayambuka shanduko
Tichakumbira kudenga mbereko
Ukandipa vana unenge wandipa huMambo
pembera pembera
Ruva rangu urichiedza
Nokuti ndiwe mwenje wangu
Murima rezhizha
Svovi yangu urihupenyu
Nekuti ndiwe mvura yangu
Inoyerera isingashunguru
Zvakaipa zvose zvoyeredzwa
Nepaunobvira
Hapakukanganwe
Inyaya yerudo mhai
Inyaya yerudo inopa kudai
Inyaya yerudo mhai
Inyaya yerudo inopa kudai
Chada moyo chene nharo
Chinoda mhinduro
Zvaura moyo kanganyama
Ndichasviga mauro
Ahunde ahunde
Ndichaimba karwiyo
Nemoyo wakachena
Semwedzi wechirimo
Unondiwana ndakamira panzvimbo iye
Yebo ndenge ndimire
Ndenge ndirimo muchimana Yebo
Unondiwana ndakamira panzvimbo iye
Yebo ndenge ndimire
Ndenge ndirimo muchimana
Inyaya yerudo mhai
Inyaya yerudo inopa kudai
Inyaya yerudo mhai
Inyaya yerudo inopa kudai