Jah Prayzah – Eriya Lyrics

Jah Prayzah – Eriya Lyrics

Lyrics For Eriya By Jah Prayzah

Dzika Eriya

Inga ndiwe mutumwa wedenga
Dzika Eriya dzika
Dzika Eriya
Dzika Eriya

 

Inga ndiwe mutumwa wamambo

Dzika eriya dzika

Dzika Eriya

Dzika Eriya

Darika uchinditakura

Usasiye imanuwere makandiwa

(mutumwa wamambo)

 

Dzika Eriya (Mutumwa)
Darika uchinditakura
Usasiye imanuwere makandiwa
(mutumwa wamambo)
Dzika Eriya (Mutumwa)
Uchandiona ndimire ipapo pachiteshi
Nemachinda toti areroya
(mutumwa wamambo)
Dzika Eriya (Mutumwa)
Uchandiona ndimire ipapo pachiteshi
Nemachinda toti areroya
(mutumwa wamambo)

 

Chakaramba kukakata
Chitundu musere musere
(Mungoro yemoto ndinoda nzimbo eriya kudenga kure)
Kwazuwai madzimai
Dai muri vamwe makurura gogo
(Mungoro yemoto ndinoda nzimbo eriya)

Hatifambe tichinanaira
(kudenga kure)
Tingadai tatenderana
Dai tatenderana
Kudenga kure
Dai tatenderana

Dai tatenderana
Mungoro yemoto ndinoda nzimbo eriya
Kudenga kure

 

Chipo chiye chamakandipa chandivengesa
Vanoshaya nechikonzero  chiripachena
Ngetani dzavarandisunga dzakangwanjama
Joko ravakanditurika rakarembera

 

Deno ndirinhume yehondo ndaidzorera
Hayi baba munengoni
asi changu chamakandipa kuyananisa
Gomo riye ratakakwira takanamta
(hayi baba munengoni)
Chikomborero chamakandipa kubata ndima

 

Chakaramba kukakata
Chitundu musere musere
(Mungoro yemoto ndinoda nzimbo eriya)
Hatikwire nemanera

(kudenga kure)
Pasi rino rine makunun`unu
Rine maodza moyo
(Mungoro yemoto ndinoda nzimbo eriya)

Eri kudenga kure
Kwazuwai madzimai
Dai muri vamwe makurura gogo
(Mungoro yemoto ndinoda nzimbo eriya)

Hatifambe tichinanaira
(kudenga kure)
Tingadai tatenderana
Dai tatenderana

(Mungoro yemoto ndinoda nzimbo eriya)
Kudenga kure
Dai tatenderana
Dai tatenderana

Mungoro yemoto ndinoda nzimbo eriya
Kudenga kure

 

Hiya hiya hiya Hera hiya hiya hiya
Hera hera Hiya munengoni
Hera hera hera Hiya hiya hiya
Hera hera hera hera hera munoera ( hera munoera)
Hera hera hera hera hera munoera ( hera munoera)

(aiwa baba munoera )
Hera munoera
aiwa baba munoera (hera Munoera)
Achasimuka mutendi weziyoni mambo ndeweziyoni

 

Hona takokorodza
Hona taumba
hukama taumba
Kwedu tinodzana
Kana kutamba tinogona

Tarisa magwaro tigobvumirana kuti gungwa
Riya ringa ranga rina Erija
Kwee here kwee kwee

Ingoro yevatsvene(kwere kwee)
Chinguri tapinda munzira tinosvika here
Kweeere kweere kwee
Kweeere kweere kwee

 

Ingoro yevatsvene (kweere kwe)
chinguri tapinda munzira
Tinosvika here
Ingoro yevatsvene
chinguri tapinda munzira
Tinosvika here
Ingoro yevatsvene

 

 

 

 

You cannot copy content of this page