Jah Prayzah – Dzirere Lyrics

Jah Prayzah – Dzirere Lyrics

Lyrics For Dzirere By Jah Prayzah

Muchakura rinhiko

Pamuchaguma kucheuka miridzo

Achanamata ndiani

Kana ndaenda

Muchamira naniko

(Ndaireva)

 

Muchakura rinhiko

Pamuchaguma kucheuka miridzo

Achanamata ndiani

Kana ndaenda

Muchamira naniko

 

Ndaireva, ndaimboreva

Kura mwanangu uve gweta sevamwe

Ndaireva, ndaimboreva

Kura mwanangu uve chiremba

Ndidadewo

 

Vanakomana ndinavo

Ava marombe enzira

Vanasikana ndianvo

Vombeya , vozeya

Chamakabata chamakasimudza

Chandichadada nacho nichii

Zvandave hari yofanzirofa

Ndaringa kumadokero

Vamwe voti dzirere

Dzirere wo , dzichakurerawo

 

Dzirere pwere dzirere

Dzirerewo dzichakurerawo

Dzirere pwere dzirere

Dzirere kani  dzichakurera

Dzirere pwere dzirere

Dzirerewo dzichakurerawo

 

Vana vevamwe vakagarika

Vakayambuka inga wani

Dzirere pwere dzirere

Dzirerewo dzichakurerawo

Vana vevamwe vakasimuka

Vakayambuka ingawani muchingoti

Dzirere pwere Dzirere

Dzirerewo dzichakurerawo

 

Chikuru kuru kuziva

Nepekushandisa mukana

Chikuru kuru kuziva

Nechako chimwe chakaringana

Uchamira woga wogara waratidza wakura

Wotomira segamba

Usagududza mukapinda munzira

Mwanangu chitobata rako jana

 

 

Makangwarire kuzambire mushana

Kunge kutumwa

Kana ririjambwa muyereswe

kana riri jambwa

Makangwarire kuzambire mushana

Kunge kutumwa

Kana ririjambwa muyereswe

kana riri jambwa

Makangwarire kuzambire mushana

Kunge kutumwa

Kana ririjambwa muyereswe

kana riri jambwa

Makangwarire kuzambire mushana

Kunge kutumwa

Kana ririjambwa muyereswe

kana riri jambwa

 

Muchakura rinhiko

Pamuchaguma kucheuka miridzo

Achanamata ndiani

Kana ndaenda

Muchamira naniko (naniko)

 

Muchakura rinhiko

Pamuchaguma kucheuka miridzo

Achanamata ndiani

Kana ndaenda

Muchamira naniko

 

Vana vevamwe vakayambuka

Vakagarika inga wani

Vana vevamwe vakasimuka

Vakayambuka ingawani muchingoti

 

Dzirere pwere Dzirere

Dzirerewo dzichakurerawo

Dzirere pwere Dzirere

Dzirerewo dzichakurerawo

Dzirere pwere Dzirere

Dzirerewo dzichakurerawo

 

Vana vevamwe vakagarika

Vakayambuka inga wani

Dzirere pwere Dzirere

Dzirerewo dzichakurerawo

Dzirere pwere Dzirere

Dzirerewo dzichakurerawo

Dzirere pwere Dzirere

Dzirerewo dzichakurerawo

 

Makangwarire kuzambire mushana

Kunge kutumwa

Kana ririjambwa muyereswe

kana riri jambwa

Makangwarire kuzambire mushana

Kunge kutumwa

Kana ririjambwa muyereswe

kana riri jambwa

 

 

 

 

 

You cannot copy content of this page