Lyrics For Ngaibake By Freeman ft. Alick Macheso
Chiiko ipapa chamunoroverana ipapa
Hamuna kunetsana
Tikazvitsvaga hamba
Chinjai mupaka
Haisi nguva yekurwisana
Titambe tichi ita ka
Pleasure topasirana sei
Saka ngaibake nguva yekufura yacho ndiyoyi
Saka ngaibake iwe Dj bura ngoma itange zve
Saka ngaibake
(Awe)
nguva yekufura yacho ndiyoyi
Saka ngaibake
(Awe)
iwe Dj bura ngoma itange zve
(Vanzwe)
Ndatora mapic paInsta ndaposta
Guwa rasvika kuJova
Akupisa paZimbabwe ndiDoctor
Namhlanje ziyawa