Lyrics for Musiye by Freeman feat. Black Warrior
Anoti anokuda asi attitude yaanokuratidza ndeye kuti i dont care
Usamumanikidze pazvinhu zvake
Ita yako iye oita yake (oh no)
Ungatambe nezvimwe asi kwete nema feelings emumwe usa joke
Usamumanikidze pazvinhu zvake ita yako iye aite yake
Ano ku ignore uchitaura musiye
Nyangwe anoku blueticker musiye
Anoti anokuda achinyepa musiye
Kumanikidza ah ah musiye anoti ukafona ano kata musiye
Zuva rese asina kukutsvaga musiye
Wangu anokuda haadaro zvizive
Kumanikidza ah ah
Relationship ndeye vanhu two kwete one.
Woita izvi ndoita izvi ngatichinjane
Iwe nekoko ini nekoko titambidzane
Ndozheti pazvinhu zvacho tisarwisane
Kuita sendino danana ndega hazvishande
Ndipo patinoti pachi gallis hatiitwe izvozvo ngaite nyama nemweya zvibalance
Wakati unomuda saka mude warrior tell dem
Relationship ngai balance
Kana kuri kudanana ngati danane
Kana pasisina rudo ngatirambane i 2 way street kwete 1 way