Jah Prayzah- Mwanasikana Lyrics

Jah Prayzah- Mwanasikana Lyrics

Sisi makachena zvandirovesa nehana
Ohhooo ooo am I not so handsome?
Sisi makachena zvandirovesa nehana
Ohhooo ooo oyooooo
Ndiye mwana sikana anodiwa nehama
Ohhooo ooo oyooooo
Ndiye mwana sikana anodiwa nehama
Ohhooo ooo oyooooo

Ndafunga kuti arikubva kumakore
Ndawira muvhu sendarohwa ndare
Ndamuti huya tidanane iwe neni tigare
Zvikanzi sei uchifunga ungandiwane nyore?
Idama iroro
Anditi ndidane ndidavire
Ndamuti huya mudariro
Varume tsawona chaiyo
Achitepuka sembariro
Ndipo panda wana tariro
Wakai wanepi nyemwerero
Zvikanzi ndiwo mugariro
Varume tsaona chaiyo

Ndiye mwana sikana anodiwa nehama
Ohhooo ooo oyooooo
Ndiye mwana sikana anodiwa nehama
Ohhooo ooo oyooooo

Tarira uwone
Huya uwone
Tarira uwone
Huya uwone
Tarira uwone
Huya uwone

Idama iroro
Anditi ndidane ndidavire
Ndamuti huya mudariro (oyooooo)
Itsawona chaiyo
Achitepuka sembariro
Ndipo panda wana tariro (oyooooo)

Ndiye mwana sikana anodiwa nehama
Ohhooo ooo oyooooo
Ndiye mwana sikana anodiwa nehama
Ohhooo ooo oyooooo
Ndiye mwana sikana anodiwa nehama
Ohhooo ooo oyooooo
Ndiye mwana sikana anodiwa nehama
Ohhooo ooo oyooooo

Sisi makachena zvandirovesa nehana
Ohhooo ooo am I not so handsome?
Sisi makachena zvandirovesa nehana
Ohhooo ooo oyooooo
Ndiye mwana sikana anodiwa nehama
Ohhooo ooo oyooooo
Ndiye mwana sikana anodiwa nehama
Ohhooo ooo oyooooo

Tarira uwone
Huya uwone
Tarira uwone
Huya uwone
Tarira uwone
Huya uwone

Tagged

You cannot copy content of this page