Soul Afrika – Zvinhu Lyrics

Soul Afrika – Zvinhu Lyrics

Konhai mudiwa
Unombonyatso zviziva here kuti izvo
Maruva enyika Haambo pere
Iwe ndiwe unotosara watopera
Irwo ruchiva
Runoita kuti usafe wakagutsikana
Saka chidzoka nokuti ndinokuda nemoyo wangu wese
That’s why
Ndakatotsvaga mabasa maviri
Kuti ndikupe kamwe kalife
Ndichikuchengeta zvese zvawunoda
Pasina chawunoshaya
Ndinombochona ndokundikana
Asi unozviziva ndinotraya
Asi hawuna kana basa nazvo

Chako kungonifonera uchiti
Babe kana uchindida
Nditengerewo ka ma high heels
Nechibhegi chacho
Zvandakaona zvakapfekwa naPokello

Babe futifuti
Ndoda Brazilian hair ne iPhone
Veduweee
Hezvo nhayi iwe Indava uchida zvinhu kunge flash  disk ? chiiko?
Chii ko

Seiko uchida, Seiko seiko uchida zvinhu iwe
Seiko uchida, Seiko seiko uchida zvinhu iwe
Seiko uchida, Seiko seiko uchida zvinhu iwe
Seiko uchida, Seiko seiko uchida zvinhu iwe

Eish a mana , zvimwe zvinhu zvacho sometimes zvinonyanya
Inga wani everyday ndinozama zama
Kukupa yesese ?
Hanzi ndinodawo
Watch
ne Dress
ne Bachi
ne Hat
Zviri zve Versace Versace Versace
Iwe ndochiwana kupi chibhanzi

Iwe unozviziva wani
Ndiwe wega wani
Ndokuitira wani
Unodiwa mhani
Saka chinzwa shamwari
Chimbosiya nyaya dzemari
Ngatimbo danana
Timbo sasana
Timbo rega kufonerana
Tichiti

Babe kana uchindida
Nditengerewo ka ma high heels
Nechibhegi chacho
Zvandakaona zvakapfekwa naPokello

Babe futifuti
Ndoda Brazilian hair ne iPhone
Veduweee
Tose tinoda zvinhu zvako zvazonyanya

Tagged , ,

You cannot copy content of this page