Tocky Vibes – Aenda Nenyika Lyrics

Tocky Vibes – Aenda Nenyika Lyrics

Tocky Vibes – Aenda Nenyika Lyrics

Ah ah ah hi hi hi

Ndavakuti ndikati ghetto rese simudzai maoko vanosimudza
Chess chandaita ndikango chiisa mughetto haritane kuappreciata
Ndozoti ghetto rese itai wo-yo -woooy
Ndichiti ghetto rese itai wo-yo-yo-yo
Ooohhh oh oh oh tockey uya aenda nenyika
Ooohh oh oh ah paakwira hameno akadzika
Ooohh oh oh ah mbiri hombe kune akatisika
Ini ndainyadzisa kasi nhasi ndodadisa

Kubva pandakaita chidzidzo namhai
Chero vekuradio vakati inzwai
Oh hii-ii tockey pazvinenge zvaita usati kanganwe
Ndoda Simba chitsidzo ndisatyore
Minamato yese kunesikati
Mhamha musatikanganwa yehuwe
Iye zvinho ukati ah ah hiii-hiiii islogani yaenda mbiri
Kuti mukurumbira uchiuraya chindiregai ndichi nyora whiri

Ah ah ah hi hi hi

Hook
Ooohhh oh oh oh tockey uya aenda nenyika
Ooohh oh oh ah paakwira hameno akadzika
Ooohh oh oh ah mbiri hombe kune akatisika
Ini ndainyadzisa kasi nhasi ndodadisa

Hook
Ooohhh oh oh oh tockey uya aenda nenyika
Ooohh oh oh ah paakwira hameno akadzika
Ooohh oh oh ah mbiri hombe kune akatisika
Ini ndainyadzisa kasi nhasi ndodadisa

V2
Zvinhu zvacho zviri paviri
Regai Ndotobuda munyaviri
Ndotoshaya kuti ndodini
Vakunditevera vazhinji
Ndakazvitarisa pagirazi huh hazvipindirani
Zvandiri izvi ndinga diwa nani
Ndotaridza semunhu wepazasi
Mafans oti oh gosh ah anotipa focusi
Mhanzi take haikuvadze
Ine order zvoita se zvadzora

Hook
Ooohhh oh oh oh tockey uya aenda nenyika
Ooohh oh oh ah paakwira hameno akadzika
Ooohh oh oh ah mbiri hombe kune akatisika
Ini ndainyadzisa kasi nhasi ndodadisa

Bridge
Kubva pandakaita chidzidzo namhai
Chero vekuradio vakati inzwai
Oh hii-ii tockey pazvinenge zvaita usati kanganwe
Ndoda Simba chitsidzo ndisatyore
Minamato yese kunesikati
Mhamha musatikanganwa yehuwe
Iye zvinho ukati ah ah hiii-hiiii islogani yaenda mbiri
Kuti mukurumbira uchiuraya chindiregai ndichi nyora wiri

Hook
Ooohhh oh oh oh tockey uya aenda nenyika
Ooohh oh oh ah paakwira hameno akadzika
Ooohh oh oh ah mbiri hombe kune akatisika
Ini ndainyadzisa kasi nhasi ndodadisa

Tagged , ,

You cannot copy content of this page