Thomas Mapfumo- Vanhu Vatema Lyrics

Thomas Mapfumo- Vanhu Vatema Lyrics

Vakamona kana tiri tose imi (awonde awonde)
Tinokunda nhamo dzakawanda (awonde awonde)
Vakoma kana takabatana imi(awonde awonde)
Tinokunda nhamo dzedu dzose (awonde awonde)
Afrika kana tiri tose imi (awonde awonde)
Tinokudza muri yedu yose (awonde awonde)
Afrika kana takabatana iwe (awonde awonde)
Mhuri yedu yose inoguta

Mhuri yese inoguta (awonde awonde)
Hoy hoyyere heh ( kubatana kubatana vakomana
Hoy hoyyere heh (Chikonzero chatipardza)
Hoy hoyyere heh (?)
Hoy hoyyere heh (?)
Awonde awonde ( vanhu vatemema)
Awonde awonde ( vanhu vatemema)

Kana mari yedu ikabatana iwe (awonde awonde)
Inotenga chinhu chakakosha (awonde awonde)
Tikatawura nezwi rimwe chete imi (awonde awonde)
Nyika dziri kure dzinotinzwa (awonde awonde)

Hoy hoyyere heh (Chikonzero chatiparadza iwe)
Hoy hoyyere heh (Kusanzwana kwatiparadza iwe)
Hoy hoyyere heh (RusarurO kwati paradza iwe)
Awonde awonde ( vanhu vatemema)
Awonde awonde ( vanhu vatemema)

Hoy hoyyere heh (?)
Hoy hoyyere heh (Kusaziva kwatiparadza iwe)
Hoy hoyyere heh (RusarurO rwati paradza iwe)
Hoy hoyyere heh (Hupambepfumi hwati paradza iwe)
Awonde awonde ( vanhu vatemema)
Awonde awonde ( vanhu vatemema)

Tagged

You cannot copy content of this page