Sani – Usadaro Lyrics

Sani – Usadaro

Nekuti moyo wangu unoparara
Usandidaro ndasara ndenga
Mudiwa wangu ndiwe rudo rangu

Nekuti moyo wangu unoparara
Usandidaro ndasara ndenga
Mudiwa wangu ndiwe rudo rangu
Usadaro Usadaro Usadaro

Nekuti moyo wangu unoparara
Usandidaro ndasara ndenga
Mudiwa wangu ndiwe rudo rangu
Usadaro Usadaro Usadaro

Nekuti moyo wangu unoparara
Usandidaro ndasara ndenga
Mudiwa wangu ndiwe rudo rangu
Usadaro Usadaro Usadaro

Ndogara ndichakufunga
Muhope ndinorota
Mudiwa ndokusuwa
Hapana mumwe wandingade
Kunze kwako iwewe
Mudiwa usadaro

Nekuti moyo wangu unoparara
Usandidaro ndasara ndenga
Mudiwa wangu ndiwe rudo rangu
Usadaro Usadaro Usadaro

Nekuti moyo wangu unoparara
Usandidaro ndasara ndenga
Mudiwa wangu ndiwe rudo rangu
Usadaro Usadaro Usadaro

Chii chandakatadza
Zvese ndakakupa
Rudo rwangu, moyo wangu
Zvese zvangu oh oh
Wandisiya ndirindega
Musodzi ndinochema
Misodzi yoyerera
Usandidaro ohh ohh

Nekuti moyo wangu unoparara
Usandidaro ndasara ndenga
Mudiwa wangu ndiwe rudo rangu
Usadaro Usadaro Usadaro

Nekuti moyo wangu unoparara
Usandidaro ndasara ndenga
Mudiwa wangu ndiwe rudo rangu
Usadaro Usadaro Usadaro

Nekuti moyo wangu unoparara
Usandidaro ndasara ndenga
Mudiwa wangu ndiwe rudo rangu
Usadaro Usadaro Usadaro
Wandisiya ndirindega
Wandisiya ndichichema
Wandisiya ndirindega
Wandisiya ndichichema
Wndisiya mumarwadzo
Usa- da- ro

Nekuti moyo wangu unoparara
Usandidaro ndasara ndenga
Mudiwa wangu ndiwe rudo rangu
Usadaro Usadaro Usadaro

Nekuti moyo wangu unoparara
Usandidaro ndasara ndenga
Mudiwa wangu ndiwe rudo rangu
Usadaro Usadaro Usadaro

Nekuti moyo wangu unoparara
Usandidaro ndasara ndenga
Mudiwa wangu ndiwe rudo rangu
Usadaro Usadaro Usadaro

Zuva nezuva ndinokufunga
Zuva nezuva ndinokurota
Zuva nezuva ndinokusuva
Ndega usadaro usadaro

Seiko uchindidarago mudiwa
Usa- da- ro
Mudiwa wangu ndiwe rudo rangu
Usadaro Usadaro Usadaro

Seiko uchindidarago mudiwa
Usa- da- ro

You cannot copy content of this page