Roki Josphat – Aiyaho Lyrics

If I don’t have no words to say
Without saying I love you
I told her things
The things I heard you say
The time I was around
I would trade my voice for one more day
Just to be around you
Then the Lord .. away
Forever we will found you

Aiyaho
Tarisa uwone
Unofa usipo
Aiyaho
Terera unzwe unofa usipo
Aiyaho
Tarisa uwone kurwadziwa kwandirikuitwa
Usandikanganwe Usandikanganwe Usandikanganwe

Ndikakumbira mvura
Unondiwandipa dziva
Ndikakukumbira nguva
Unondipa zuva
Icho chiso , icho chako chiso
Chinondipa zororo
Vhura moyo nenzeve dzako
Batisisa ruwoko rwangu
Ayahhh yiyahooo
Tarisa uwone
Unofa usipo
Aiyaho
Terera unzwe unofa usipo
Aiyaho
Tarisa uwone kurwadziwa kwandirikuitwa
Usandikanganwe Usandikanganwe Usandikanganwe
Aiyaho
Hoya oyahooo
Hayaaa
hayyaa

Aiyaho
Aiyaho
Aiyaho
Tarisa uwone
Unofa usipo
Ayahhh yiyahooo
Terera unzwe unofa usipo
Aiyaho
Tarisa uwone kurwadziwa kwandirikuitwa
Usandikanganwe Usandikanganwe Usandikanganwe

Kanarikashaya icha naya
Ndinoziva ichanaya
Kanarikashaya icha naya
Ndinoziva ichanaya

Aiyaho

Kanarikashaya icha naya
Ndinoziva ichanaya
Kanarikashaya icha naya
Ndinoziva ichanaya

You cannot copy content of this page