Oliver Mtukudzi- Todii (what shall we do) Lyrics

Oliver Mtukudzi- Todii (what shall we do) Lyrics

Chorus:
Hooo todini senzeni
What shall we do , tingadii
Senzenjani, what shall we do

Zvinorwadza sei kurera rufu mumaoko
Kana uinawo utachiwana
Zvinorwadza sei kuchengeta rufu mumaoko
Kana uinawo utachiwana
Bva zvamabata pamuviri pasina raramo
Kana uinawo utachiwana
Bva zvapatumbuka pamuviri pasina raramo
Kana uinawo utachiwana

(Chorus)

Senzeni
Tingadii
What shall we do

(chorus)

Zvinorwadza sei kubhinywa ewaugere naye,
Kana uinawo utachiwana
Zvinorwadza sei kubhinywa neakabvisa pfuma
Kana uinawo utachiwana
Achiziva unahwo hutachiwana
Kana uinawo utachiwana
Ende uchiziva Unahwo utachiwana
Kana uinawo utachiwana

(chorus)

Seri kweguva hakuna munamato varume tapererwa (utachiwana)
Dondipaiwo mazano
Kana uinawo utachiwana
Seri kweguva hakuna munamato varume tapererwa (utachiwana)
Dondipaiwo mazano
Kana uinawo utachiwana
Seri kweguva hakuna muteuro mambo tapererwa (utachiwana)

Tagged

You cannot copy content of this page