Oliver Mtukudzi- Dzoka Uyamwe lyrics

Oliver Mtukudzi- Dzoka Uyamwe lyrics

Dzoka Uyamwe lyrics

Mandiwona kusviba mati kuwora
Kundiwona kusviba mati kuwora
Vandiwona kusviba vati kuwora
Kundiwona kusviba hunzi kuwora
Wangu vakomana ndafunga kuenda
Ngoenda kwangu varume
Dande vakamana
Ngoenda kwangu varume
Dande vakamana

Ndafunga dande
Kudzonga dande
Ndasuwa dande
Kudzonga dande

Ndafunga dande vakomana ndafunga kwenda
funga dande varume ndafunga kwenda
Ndafunga dande vakomana ndafunga kwenda
Kudzoka dande varume ndafunga kwenda

Huyazvako gotwe rangu iwe dzoka!
Zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe
Huyazvako gotwe rangu iwe dzoka!
Zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe
Kukurumura kwandakaita gore riya
Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe
Kukurumura kwandakaita gore riya
Pawakasiyira ndipapo dzoka

Ndafunga dande vakomana ndafunga kwenda
funga dande varume ndafunga kwenda
Ndafunga dande vakomana ndafunga kwenda
Kudzoka dande varume ndafunga kwenda

Mandiwona kusviba mati kuwora
Kundiwona kusviba hunzi kuwora
Mandiwona kusviba mati kuwora
Kundiwona kusviba hunzi kuwora

Kuwora kwemunhu kuri mumoyo
Kusviba kwemunhu kuri mupfungwa
Kuwora kwemunhu kuri mumoyo varume
Kusviba kwemunhu kuri mupfungwa

Ndafunga dande
Kudzonga dande
Ndasuwa dande
Kudzonga dande

Ndafunga dande vakomana ndafunga kwenda
Kufunga dande varume ndafunga kwenda
Ndafunga dande vakomana ndafunga kwenda
Kudzoka dande varume ndafunga kwenda

Huyazvako gotwe rangu iwe dzoka!
Zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe
Kukurumura kwandakaita gore riya dzoka
Kukurumura kwandakaita
Ndafunga dande vakomana ndafunga kwenda
funga dande varume ndafunga kwenda

Huyazvako gotwe rangu iwe dzoka!
Zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe
Huyazvako gotwe rangu iwe dzoka!
Zamhu rakamirira iwe dzoka uyamwe
Kukurumura kwandakaita gore riya
Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe
Kukurumura kwandakaita gore riya
Pawakasiyira ndipapo dzoka

Ndafunga dande vakomana ndafunga kwenda
Kufunga dande varume ndafunga kwenda
Ndafunga dande vakomana ndafunga kwenda
Kudzoka dande varume ndafunga kwenda

You cannot copy content of this page