Oliver Mtukudzi – Matope lyrics

Oliver Mtukudzi – Matope lyrics

Lyrics For Matope By Oliver Mtukudzi

Ndiyani asvibisa matope aya
Ndiyani ashaya hanya
Ndiyani ashaya hanya
Ndiyani asvibisa matope aya

Tichikura taitambira mumatope
Marara awunza zvirwere muberere
Hutsanana hwaivemo mumatope
Marara awunza zvirwere muberere
Kutamba mvura naya naya
Tidye?? Marara awunza zvirwere muberere
Mvura nayanya tidye ??
Marara awumba zvirwere muberere

Ndiyani asvibisa matope aya
Marara awunza zvirwere muberere
Ndiyani ashaya hanya
Marara awunza zvirwere muberere
Ndiyani ashaya hanya
Ndiyani asvibisa matope aya
Marara awunza zvirwere muberere

Ndiyani abva kurasa mara
Marara awunza zvirwere muberere
Ani asina kunhonga marara
Marara awumba zvirwere muberere

Marara awunza zvirwere muberere
Ndiyani asvibisa matope
Ani ashaya hanya
Marara awunza zvirwere muberere

kushaya kuazeza matope
Nhasi makura moazeza matope
Hutsanana hwaivemo mumatope
Ndiyani asvibisa matope
Ndiyani ashaya hanya

You cannot copy content of this page