Oliver Mtukudzi – Inombotanga Sei Lyrics

Oliver Mtukudzi – Inombotanga Sei Lyrics

Lyrics For Inombotanga Sei By Oliver Mtukudzi

Ndizvo here?
Ndizvo here ?
Ndizvo here changamire
Ndizvo here kusvika kumakukuva

Ndapfugama mabvi nemagokora
Ndizvo here she wangu
Kumakuva

Hakuna inofura irere
(Hakuna inofura irere)
Hakuna inofura irere changamire
(Hakuna inofura irere)

Hakuna inofura irere
(Hakuna inofura irere)

Matambudziko apinda mumongo
Kupinda mumongo taka varairwa

Inombotanga nguvai iyo nhamo
Hurombo hunozo zara nhamo yatanga kare

Kurarisa here changamire
Kunyangirwa nenhamo tirere
Asi nhamo inosvika tirere
(Hakuna inofura irere)
Kana ichi svika inosvika nguvai
(Hakuna inofura irere)
Hakuna inofura irere changamire
(Hakuna inofura irere)
Ndiivo here ishe wangu kumakuva
(Hakuna inofura irere)

(Hakuna inofura irere)
Hakuna inofura irere changamire
(Hakuna inofura irere)
Matambudziko apinda mumongo
(Hakuna inofura irere)
Kupinda mumongo taka varairwa
(Hakuna inofura irere)

Kuvatisa here changamire
(Hakuna inofura irere)
Kunyangirwa nenhuma tirere
(Hakuna inofura irere)
Ndizvo here kumakuva
(Hakuna inofura irere)
Ndapfugama mabvi nemagokora ishe wangu
(Hakuna inofura irere)

Ndibatsirei ishe ndibatsirewooo
(Hakuna inofura irere)
Inombotanga nguvaiko nhamo yacho
(Hakuna inofura irere)
Hurombo hunozo zara tirere

You cannot copy content of this page