Lyrics: Oliver Tuku Mtukudzi – Masanga Bodo Lyrics

- February 22, 2017 - No comments -

Lyrics to Masanga Bodo by Tuku Mtukudzi

[Chorus 1: Daisy Mtukudzi]
Haasi masanga
Haasi masanga bodo
Haasi masanga
Haasi masanga bodo

[Post-Chorus: Daisy Mtukudzi and Oliver Mtukudzi]
Zvakagara zvarongwa naNyadenga
Kusangana pano kwataita, ndiNyadenga
Haasi masangaaa, masanga bodo
(Masanga bodo, ahaasi masanga)
Haasi masangaaa, masanga bodo
(Masanga bodo, ahaasi masanga)

[Refrain]
Kunge masanga, haasi masanga, masanga
Kunge masanga, haasi masanga, masanga

[Chorus 2: Daisy Mtukudzi and Oliver Mtukudzi]
Haasi masanga
Haasi masanga bodo
(Masanga bodo)
Haasi masanga
Haasi masanga bodo
(Masanga bodo)

[Post-Chorus: Daisy Mtukudzi and Oliver Mtukudzi]
Zvakagara zvarongwa naNyadenga
Kusangana pano kwataita, ndiNyadenga
Haasi masanga, masanga bodo
(Masanga bodo, ahaasi masanga)
Haasi masanga, masanga bodo
(Masanga bodo, ahaasi masanga)

[Refrain]
Kunge masanga, haasi masanga, masanga
Kunge masanga, haasi masanga, masanga

[Verse: Daisy Mtukudzi and Oliver Mtukudzi]
Kuvaka Zimbabwe, haasi masanga
(Ahaasi masanga)
Kana kuvaka nyambira, haasi masanga
(Ahaasi masanga)
Kuyera shumba, haasi masanga
(Ahaasi masanga)
Ana muyera nzou, haasi masanga
(Ahaasi masanga)

[Chorus 3: Daisy Mtukudzi and Oliver Mtukudzi]
Haasi masangaaaa, masanga bodo
(Masanga bodo, Haasi masanga)
Haasi masangaaaa, masanga bodo
(Masanga bodo, Haasi masanga)

[Refrain]
Kunge masanga, haasi masanga, masanga
Kunge masanga, haasi masanga, masanga
Kunge masanga, haasi masanga, masanga
Kunge masanga, haasi masanga, masanga