Lyrics: Oliver Mtukudzi – Bhiza raMambo Lyrics

Lyrics: Oliver Mtukudzi – Bhiza raMambo Lyrics

Lyrics to Bhiza raMambo by Oliver Mtukudzi

[Verse 1: Oliver Mtukudzi]
Kana zvaoma, zvichinge zvaoma
Zvichinge zvaomesesa, paunekwidza makata
Ehh varume
Paunekwidza makata, paunenzwa kuti zvarema
Ahh varume
Paunenzwa kuti zvaremesesa, iwe pfuga uchinamata
Ndobhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)

[Verse 2: Oliver Mtukudzi]
Kana zvaoma, zvichinge zvaoma
Ohh varume
Zvichinge zvaomesesa, zvakona n’anga
Ehh varume
Paunekwidza makata, paunenzwa kuti zvarema
Yahh varume
Paunenzwa kuti zvaremesesa, iwe pfuga uchinamata
Ndobhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)

[Bridge: Oliver Mtukudzi]
Paunekwidza makata, iwe pfuga uchinamata
Ndobhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)
Paunenzwa kuti zvarema, iwe pfugama uchinamata
Ndobhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)

[Refrain 1: Oliver Mtukudzi]
Bhiza ramdara, bhiza ramdara
Bhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)
Bhiza ramdara, bhiza ramdara iro
Bhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)

[Refrain 2: Oliver Mtukudzi]
Bhiza ramdara, bhiza ramdara munamato
Bhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)
Bhiza ramdara, bhiza ramdara munamato
Bhiza raMambo iri
(Ibhiza raMambo)

[Verse 3: Oliver Mtukudzi]
Paunenzwa kuti zvaremesesa, zvakona n’anga
Bhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)
Paunekwidza makata, zvichinge zvarema
Bhiza ramdara
(Ibhiza raMambo)

[Refrain 3: Oliver Mtukudzi]
Bhiza ramdara, bhiza ramdara munamato
Bhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)

Oliver Mtukudzi– Bhiza raMambo Lyrics

You cannot copy content of this page