Decibel- Chido Lyrics

This is something brand new in 2002
And it’s from Decibel once again
And it goes like so
Right.. Sing it!!
Chido aahhh daizvaibvira ohh ohh
Waindipa rudo rwako rweso
Usingandi.. dhiya
Chido aahhh daizvaibvira ohh ohh
Waindipa rudo rwako rweso
Usingandi.. dhiya

Daizvaibvira ohhh ohh
Taidai tichidanana nekuyanana
Mwari wedu vaizoti komborera
Waisada kundiwomesera
Uriwangu
Urisvodi yangu
Nyaya ndei ndayisakusuwa
Uriwangu usingandirwadze
Ini ndinodakugara newe
Kufara newe
Kudanana nekutamba
Uriwangu iwe
Ndingafare sei usipo tino
Inga moyo wangu uzere nerudo
Ndingamupeyiko mwana wakapenga
Pachipemba vanoti ndiyakupenda
chidoooo chemoyo wangu
Chido mudiwa wangu chido
Mudiwa wangu chido
chidoooo chemoyo wangu

Daizvaibvira ohhh ohh
Vanhu vese dai vaingo siyana nesu (Daizvaibvira ohhh ohh)
Vasingapindire kukanganisa rudo rwedu (Daizvaibvira ohhh ohh)
Tivanyadzise vose vane shanje (Daizvaibvira ohhh ohh)
Tiwirare tivake musha wedu (Daizvaibvira ohhh ohh)
Ndikwanise kukupawo chese chawunoda (Daizvaibvira ohhh ohh)
Umwe wangu mai vevana vangu (Daizvaibvira ohhh ohh)

Nyangwe zvikawoma sei
Iwe uripo chido
Ziva rudo rwangu ini nderwako
Tichagaro bho
Iwe neni chido
Iwe uri wangu
Ini ndiriwako

Zvinokunetsa
Zvese ndazvipedza
Kukuda handife ndakaregedza
Chido chemoyo wangu
Mudiwa wangu Chido
Chido chemoyo wangu
Chidooo chemoyo

Chido aahhh daizvaibvira ohh ohh
Waindipa rudo rwako rweso
Usingandi.. dhiya

Chido aahhh daizvaibvira ohh ohh
Waindipa rudo rwako rweso
Usingandi.. dhiya

Mudiwa wangu Chido
Chido chemoyo wangu
Chidooo chemoyo

You cannot copy content of this page